DuraMazwi
Browse Words
Words

chikanga

Shona Definition

Chikanga idhiramu rakachekwa napakati, rinoshandiswa kubikira doro kana chikafu cheparuzhinji. Sadza rapamuchato uya rakabikirwa muchikanga.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.