Used in other entries
“Vapambevhu vaidzika mitemo youdzvanyiriri chete kuti vatema vasabudirira.”
from -dzika“Ku dudunya kunwa zvinwiwa zvakawanda panguva imwe chete.”
from -dudunya“Chirevo mashoko anotaurwa panguva imwe chete nomunhu kusvikira paanozororera, iwo aine zvaanoreva zvakakwana.”
from chirevo“Muzhizha tinochuvha mukaka unokwanisa kusevesa nevanhu gumi kubva pamombe imwe chete.”
from -chuvha“Ku dadama kusimukira wakamira uchitsika pasi nezvigunwe chete.”
from -dadama“Kuti dhiri kuungana kwavanhu vakawanda panzvimbo imwe chete.”
from dhiri