DuraMazwi
Browse Words
Words

-dadama

Shona Definition

Ku dadama kusimukira wakamira uchitsika pasi nezvigunwe chete. Murume mupfupi aidadama kuti akwanise kuona zviri seri kwemudhuri. -susumhira .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.