Shona Definition
Chemba chikwata chevanhu vanoshandira kusimudzira zveupfumi hwenzvimbo kana nyika yavo. Chemba ihofisi dzinowanzoshandirwa nevatongi vedzimhosva. Chemba ndepatinogara kana tichiita tsvina muchimbuzi.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Denga chikamu chapamusoro chemba chinofukidza zviri mukati, chichiita kuti zuva kana mvura isapinda mukati macho.”
from denga“Ichi chipembenene chinobhururuka, chakafanana neigo, chinovaka dendere racho nedhaka panhungo kana pachidziro chemba.”
from mbuzvambuzva“Mudhuri chidziro chemba kana chimwewo chivakwa.”
from mudhuri“Ndutswe kutsemuka nemapuri anenge ari muchidziro chemba.”
from ndutswe“Chidziro chemba chakati nyarakata chatoteswa nomubvumbi wemvura.”
from nyarakata“Chidziro chemba chakati nyarakata chatoteswa nomubvumbi wemvura.”
from nyarakata