DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

nyarakata

Shona Definition

Kuti nyarakata kudonha kwezvinhu zvanga zvakabatana, zvichiita chimwe chimwe. Chidziro chemba chakati nyarakata chatoteswa nomubvumbi wemvura. mokoto .

English Translation

Describes the falling apart of things that had been joined together, each coming away separately. Example: the wall of the house crumbled apart after being soaked by drizzling rain.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.