DuraMazwi
Browse Words
Words

chemedza

Shona Definition

Ku chemedza munhu kumuita kuti aratidze kushushikana achibudisa misodzi kana kuzhamba. Musikana achemedza mwana paamurova.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.