Used in other entries
“Kuti fukunu kubudisa chinhu changa chiri muvhu rakapfava.”
from fukunu“Ku kuhumura kudziura kana kukwatanura chinhu changa chakavhara, kana kuti changa chakanamira.”
from -kuhumura“Kuti nyasa kupfava kungaita chinhu changa chakaomarara, kana kuti change chiine ukasha.”
from nyasa“Ku nhonga kutora chinhu changa chawira pasi kana chaunenge wangosanganidzanawo nacho usingafungiri icho charaswa nomumwe.”
from -nhonga“Kuti nyangata kupfava kwechinhu changa chakaomarara.”
from nyangata“Ku mutsidzira kuvaka patsva chivakwa changa chapazwa kana kukanganisika.”
from -mutsidzira