Browse Words
Shona Definition
Ku nhonga kutora chinhu changa chawira pasi kana chaunenge wangosanganidzanawo nacho usingafungiri icho charaswa nomumwe. -nonga . Kana musikana achi nhonga pakuroorwa kwake anenge achitorawo tumari twaanoshandisa kutenga tumudziyo twemumba make mutsva. -nonga .
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.