DuraMazwi
Browse Words
Words

-changamuka

Shona Definition

Ku changamuka kuva munhu akangwara uye anogara achiita basa pamwe nevamwe. Mwana akachangamuka anobatsira vabereki basa kana abva kuchikoro.

English Translation

To be resourceful is to be a clever person who always works with others. A resourceful child helps their parents with chores after school.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.