Used in other entries
“Ku nduma nduma kufamba munhu asiri kuona kwaari kuenda, sezvinoita munhu anofamba murima kana bofu.”
from nduma nduma“Munhu anoperekedza bofu akatosvorwa maziso zvokukona kuona zvinoreva kuti rwendo rwavo rwakona.”
from Zvoti mwana otsva kudumbu / amai votsva kumusana (muberekero hapachisina)“Munhu kunyange chiri chirema kana bofu, anotova munhu bedzi, zve, anosungirwa kubatwa somunhu.”
from Murombo munhu