DuraMazwi
Browse Words
Words

nduma nduma

Shona Definition

Ku nduma nduma kufamba munhu asiri kuona kwaari kuenda, sezvinoita munhu anofamba murima kana bofu.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.