Used in other entries
“-ruta, -boka .”
from -kara“Rutivi ibato kana boka rakarerekerwa nemunhu.”
from rutivi“Ku tsotsa kumwisa tubodzwa twakawanda chaizvo kupfuura boka ramunenge muchikwikwidzana naro pamutambo.”
from -tsotsa“Uku kutsigira uchidzvanyirira rimwe boka kana munhu pakutonga nyaya.”
from chidzviki“Urwu rudzi rweshiri dzinofamba dziri boka, dzichiita matendere pamwe chete nokudya mbesa.”
from chimokoto