DuraMazwi
Browse Words
Words

boche

Shona Definition

Kuti boche kugamuchira zvaunenge uchipihwa uchiratidza kusatenda. Kuti boche kuuya pamwe chete kwevanhu vakawanda. unga unga .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries