DuraMazwi
Browse Words
Words

bodo

Shona Definition

Kana munhu achiti bodo anenge ari kuramba zvinenge zviri kutaurwa. Ndamuti uchauya nekumba here, akati bodo.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries