DuraMazwi
Browse Words
Words

-bodana

Shona Definition

Ku bodana kuibvisa kwechinhu chabikwa. Nyama yakanga yabodana zvekuti yanga yanyanya kupfava. -dhogodhera .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.