Kuti boche-e kunyenyeredza pane vanhu kuti vasakuone. Akati boche-e neseri kwedanga kuti asaonekwa nevaiva pachivanze.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.