DuraMazwi
Browse Words
Words

basi

Shona Definition

Tinoshandisa izwi rokuti basi kuratidza kuti zvinotaurwa kana kuti zvaitika ndizvozvo chete hapana zvimwe. Akandiudza kuti hapana usavi nokuti mari yakanga yasara raiva dhora basi.

English Translation

We use the word 'basi' to indicate that what is being said or what happened is exactly that, and nothing else. She told me that there was no relish because the money left was just one dollar.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries