Browse Words
Shona Definition
Ku batira kuvhiringidza mumwe munhu uchimutorera chimwe chinhu kana kumusiya ava pachinhanho chisina kunaka. Muzvinachitoro akatibatira chaizvo kutipa mari shoma yakadaro pachibage chatakamutengesera. Ku batira kuita basa kuitira kuti uzobatsirwa pane zvaunenge usingakwanisi kuzobvisira mari. Mwana wechikoro anogona kubatira basa pazororo kana asina mari.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.