Used in other entries
“Ma kororo varume vachidiki vanomukira rungwanangwana vachiita basa panhimbe, vamwe vasati vauya.”
from gororo“Kana basa raku dzipa rinenge rakawanda zvikuru, richinetsa kuripedza.”
from dzipa“Chiropa inhengo iri muchipfuva inoita basa rokunatsa ropa romuviri wose nekugadzira nduru.”
from chiropa“Chidiya munhu mupfupi asingagari pasi, anoita basa nesimba rake rose.”
from chidiya“Kuti dwa kupedza kuita basa kana zvimwewo.”
from dwa“Ku danangura kutaura zvinhu zvakawanda uchirondendzera, asi uchiwanza uye uchitaura zvakawanda zvisina basa.”
from -danangura