Showing results for in Tsumo
Return the affection of whatever loves you; it is love that creates ties between people.
Whoever has slipped round behind an ant-heap is out of sight.
Vanhu vazhinji vanoda kutanga vagutsa zvido zvavo ipapo vozoyeukawo zvido zvevamwe. Zvekare vanoti kana pave pakudya, vanokanganwa pwere asi kana voda kudzituma vodziyeuka.
There is neither fairness nor duty in a generosity that begins only after you have filled your own stomach. Children are remembered when there is an errand to run, but overlooked when there is food to share.
Muiti wezvakaipa anowanzoda kunongedza kuzvitadzo zvevamwe asingafungi nezvokuipa kwake iye.
Baboons laugh at one another's foreheads, though every one of them has the same. People are loud about the failings of others while overlooking the identical faults in themselves.
Chirema munhu, ndokusaka chiine ndiro yacho inozivikanwa nemhuri yose. Chero mukadzi ava kupakura anotoziva kuti anotanga atsvaga ndiro yokuburira chirema chapamusha apa.
A disabled person is a person like any other, so his own dish is known to the whole household and is never overlooked when food is served, even though he may eat apart.
Kana munhu akakura aine tsika yakaipa, sokuti kunwa hwahwa kana kuputa mbanje, anogona kuzoregera tsika dzakadai idzi. Asi rushoma kuti munhu akazvarwa aine hasha kana hanganwa azodziregera.
A person can give up an acquired bad habit such as drinking or smoking, but the temperament he was born with — a hot temper, forgetfulness — is almost never shaken off. Habits can change; character cannot.
Hazviwanzobatsira kutsvaga chinhu asi munhu achinyatsoziva kuti chinhu chacho hachisisipo.
Searching for something you know for certain is gone brings no benefit. Sowing after the rains have passed is effort spent too late.
Another man's wife is to be treated as one would treat a mother-in-law.
A ruler's stature rises in step with how many people follow him; his greatness is measured by the size of the community under him.
A bird that merely passes through cannot strip a field of millet; a brief visitor does no lasting damage.
Kuwana chinhu chokunonga kana kupiwa, munhu unotenda vadzimu vako. Asi kuti uzviwanire chinhu chaunoda iwe pachako, unotochiwana waita zvokuchitamburira nokuchishandira.
What simply comes to you — picked up or handed over — is a piece of good fortune to be thankful for; anything you actually want for yourself has to be sweated and laboured for.
Do not busy yourself sorting out trivial matters once weighty ones have arrived. The small thing gives way to the large.
Whoever walks across ground that has been burnt off comes away with blackened feet.
Pamunhu anowira mungozi kana kufa nechinhu chokuzvisarudzira achida, vanhu havamunzwiri tsitsi.
When someone comes to grief through a danger he chose for himself, others feel no pity. A reckless act that ends badly earns no mourning.
Munhu asingadi kuona vanhu pamusha pake haashanyirwi navaeni.
Someone who does not want people gathering around him ends up with no callers at all. How many guests come depends on how welcoming the host is.
Munhu anoda uyo anomudawo. Kana munhu achida kuti adiwe navamwe akafanira kutanga avataridza rudo kuti ivo vagozomupawo rwavo pazuva rinotevera.
Affection answers affection: you are loved by those you love. Anyone wanting the goodwill of others must show goodwill first, so that it is returned later.
Munhu anoteterera akafugama achikumbira ruregerero anofanira kuregererwa nokuti izvi zvinoratidza kuti munhu wacho atya.
The beast that bellows has already shown its fear of the knife. Once a person kneels and begs pardon he has admitted defeat and abandoned the quarrel, so he ought to be pardoned.
Kungozvinetsa kuitira munhu chinhu chakanaka kana kuti chakaipa asi iye asingazvioni kana kuzviziva.
There is no point in acting for or against someone if you already know the person will never notice it or be touched by it. The effort is wasted, like signalling to a person who cannot see you.
Kana uchiona kuti kugarokumbirwa zvinhu nomunhu zvinokushusha, mupe zvimwe zvazvo zvishomana kuti arege kuuya kwauri zvakare.
If constant begging from someone is wearing you down, hand over a little of what he asks so that he will stop coming back.
Offer your thanks for the fruit once you have eaten your fill of it.
A tooth has no sense: it grins even at the person who hates it.
Do not spend your effort chasing locusts when hares may still appear. Small gains are not worth exhausting yourself for when bigger ones may follow.
Munhu asingagoni kuita chimwe chinhu anozodzamara achigona nemhosva yeshungu. Shungu dzinomanikidza munhu kuramba achivavarira chinhu kunyange asingachigoni.
Determination eventually carries a person to competence: even one who keeps failing at a task will master it in time if he refuses to stop trying.
When the chief's sons take the dancing floor, an orphan keeps to the edges rather than pushing forward.
The ridge running along the outside of a field shields whatever is growing within it.
There is no sense in dreading crocodiles once your legs are already standing in the pool.
Mwana wokumba huru kunyange ari muduku zvakadii, anowana rukudzo kubva kuvanhu.
Someone born into a great or high-ranking family is owed respect by ordinary people no matter how young he is. The saying also warns that even slight matters deserve attention, and that getting past an obstacle calls for a modest attitude.
With so much work piled up in the household, a woman who has just given birth is left with nothing but a tuber to see her through.
Nguva dzose kana munhu akawana chinhu chitsva anofunga kuti zvimwe zvose zvava zvitsaru, haachazvide.
Whenever people get hold of something new, everything else strikes them as outdated and loses its appeal. Novelty pushes aside the old ways however useful those once were.
Nokusaziva, pamwe munhu angangofarira mumwe munhu anomuvenga zvokutoda kumuuraya.
Teeth have no sense — they grin even at the man who killed one's father. Someone may greet a guest warmly while knowing nothing of the hatred or murderous intent the guest carries.
Demanding repayment from a man who has nothing is as good as showing contempt for God.
Kana munhu ukapiwa nyevero nomukuru, ibvume, pamwe ungangoramba mazano angazokubatsira.
Brushing aside what an elder tells you amounts to turning down counsel that might have helped you. At the very least, a warning from an elder deserves to be weighed.
Inviting the head of a village amounts to inviting everyone who lives under him as well.
The one who startles at the hyena's cry is the one who has rubbed himself with fat, since he is the one with something to fear.
Munhu achiita chinhu ngaakurumidze nacho nokuti kunonoka kungangokonzera zvinhu zvizhinji zvingamutadzisa kuchipedzisa.
Whatever needs doing should be done at once, since holding back invites the many setbacks that will stop you finishing it. The one who dithers loses out.
Basa rinoitwa zvinyoronyoro, zvisina chibatabishi kana mupakatiko ndiro rinowanzobudirira.
It is the small steady fire that cooks the relish right through; work done gently and thoughtfully, without haste or careless handling, is what usually succeeds.
Kunge zviya munhu akapara mhosva, kana akangonzwa panotaurwa nezvemhosva yacho anorohwa nehana nokunyumwa. Nokudaro, munhu akaipa anongonyumwa paya panenge pachitaurwa nezvevaipi. Zvikuru kana munhu achiti akangoona mupurisa obvunda, zvinoreva kuti pane mhosva yaakapara.
A person who has done wrong goes uneasy every time the offence is brought up in conversation. The saying works by irony to point a finger at someone whose jumpiness betrays a guilty conscience.
To count goats that are not there is to count even the ones that have died. Tallying what you no longer have inflates the figure with things already lost.
A weed growing in the middle of a bean patch supposes that it too is a bean. Being found among better things does not change what one actually is.
It amounts to no more than rinsing out the mouth: one small locust will never make a meal for a hyena.
Kana munhu akasvika pakutambudzika chaizvo anobva aita rema. Anoedza kuita zvimwe zvinosekesa, zvisingambofi zvakaitika achivavarira kuzvibatsira.
Someone pushed to the edge by suffering starts behaving senselessly, grasping at laughable measures that could never work. Desperation drives people to absurd and impossible attempts at self-help.
A worm that lives in cattle dung imagines that it too is a cow. Mere proximity to something greater does not make one its equal.
Kugomba kwomwana muduku pamwe hakuna zvakunoreva, asi kwomukuru kunokumbira chimwe chinhu.
A small child's yawn may carry no message at all, but when a grown person yawns it is a roundabout way of asking for something. Children ask outright; adults hint.
Kungave kudada kana vapfumi vachikumbira zvinhu kuvarombo nokuti zvinoratidza kuvasvora nokuvaseka pamusana peurombo hwavo.
For the rich to come begging from the poor is arrogance, since it amounts to belittling and laughing at them for their poverty.
Kazhinji vanhukadzi vanowanzoda murume ane rushusho, anorova; uye munhu asina hanya navamwe vanhu ndiye anowanzodiwa navazhinji. Vanhu vanowanzomhanyira kuita chinhu chinenge chichirambidzwa, zve, chichikuvadza.
People are drawn again and again to what harms them, staying with those who mistreat them or persisting in habits they know are damaging. The very place of danger is the place they run back to.
Munhu anenge akatanga pane imwe nzvimbo sokuti pabasa anozvitora sandiye muzivi nomugoni wezvose. Kazhinji manyawi akadai anozomuputsira pasi.
Someone who has been in a place or a job the longest often comes to think of himself as the one who knows and can do everything. That kind of swagger tends to be what eventually brings him down.
Kana munhu akawana chinhu chaanogaroshaya anoswera achiita seachabata denga rechinomwe achinge anovhaira nomufaro.
Someone who at last gets hold of a thing he had long gone without can hardly take his eyes off it, going about as though he were walking on air. People naturally parade whatever is new to them.
Do not use up all your spears on rhinoceroses while elephants may still come along. Keep something in reserve rather than spending everything on the lesser quarry.
The creatures of the bush make fun of one another: the go-away bird laughs the moment it catches sight of a pelican. Those who are alike are quick to mock each other's appearance.
Kunenge kuri kusafunga zvakanaka kana munhu achibvunza kuti chinhu chaitika sei iye achinyatsoona chinenge chakonzera kuitika kwacho. Zvinganyadza kana munhu
It shows poor thinking to ask how something came about when the cause is plainly in front of you. Asking about roast meat while the gravy is there in view is a question that answers itself.