DuraMazwi
Browse Tsumo
Tsumo

Kwadzinorohwa matumburira / ndiko kwadzinomhanyira

Shona Definition

Kazhinji vanhukadzi vanowanzoda murume ane rushusho, anorova; uye munhu asina hanya navamwe vanhu ndiye anowanzodiwa navazhinji. Vanhu vanowanzomhanyira kuita chinhu chinenge chichirambidzwa, zve, chichikuvadza.

English Translation

People are drawn again and again to what harms them, staying with those who mistreat them or persisting in habits they know are damaging. The very place of danger is the place they run back to.

Cultural Context

“Cited of women who still want to marry a violent man who has put away one wife after another, or of someone who keeps up a harmful habit such as smoking dagga.”

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.