Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti bhuku kufamba munhu achiita ruzha nemakumbo sezvinoita munhu akapfeka majombo.
English Translation
Describes walking in which a person makes a noise with the feet, as someone wearing heavy boots does.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Ku dhinda pepanhau kana bhuku kuritsikisa nemishina yekunyoresa inoburitsa mapepa akawanda.”
from -dhinda“Akatenga bhuku idzva.”
from idzva“Kana uchi pfudza bhuku unenge uchishandisa rabha kana zvimwe zvinodzima, kubvisa zvanga rwevanhu kuita zvinhu zvinoita kuti varambane uye vavengane.”
from -pfudza“Duramazwi ndiro chete bhuku rinodudzira mashoko omutauro zvizere.”
from -dudzira