DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

bhumu

Shona Definition

Kuti bhumu kudeuka kwezvinhu mushure mokunge munhu aputsa mudziyo wazvanga zviri.

English Translation

Describes the spilling out of contents after someone has broken the vessel holding them.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.