Browse Nyaudzosingwi
Shona Definition
Kuti bhurukutu kuwira kana kugara pasi munhu achizvikanda nekuda kwekuneta. Paakabva kubasa akangosvikoti bhurukutu pasi nekuneta. mvorokosho .
English Translation
Describes flopping down or sitting down by throwing oneself down out of tiredness. As in: When he came back from work he just flopped down on the ground from exhaustion.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Kuti bhurukutu bhurukutu kufamba kunoratidza kuneta.”
from bhurukutu bhurukutu“Kuti bhurukutu bhurukutu kufamba kunoratidza kuneta.”
from bhurukutu bhurukutu