DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

bibinu

Shona Definition

Kuti bibinu kubuda kwezvinhu zvakawanda pamwe chete kubva mazvanga zviri. Pakapera musangano vanhu vakati bibinu kubuda munhandare.

English Translation

Describes many things coming out all at once from where they were. As in: When the meeting ended the people streamed out of the grounds.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.