Used in other entries
“Kondo ishiri yakatsvukuruka, inonzi ine ziso rimwe, nemusoro unenge sando, uye ine muromo murefu uyo inoshandisa kunyurura hove murwizi.”
from kondo“Arumwa ziso neigo rikavharika nokuda kwemazvimbiswa.”
from mazvimbiswa“Hobi igomba rakakura zvakanyanya rinogara ziso.”
from hobi“Kuti ngarengare kumhanyisa-mhanyisa kunoita munhu meso, zvekuti unenge uchingoona ziso kuti vaivai.”
from ngarengare“Nhonhora iziso risingaoni, kana kuti mhuka kana munhu ane ziso rimwe chete.”
from nhonhora“Kuti ndonya kuvhara ziso rimwe sezvinoita munhu kana achida kupfura munhu, shiri kana mhuka nepfuti kana rekeni.”
from -ndonya