DuraMazwi
Browse Words
Words

-zivira

Shona Definition

Kana munhu a zivira kuita chinhu, anenge ajairira kuchiita. Mombe iyi yazivira kudya mugadheni rechikoro.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.