DuraMazwi
Browse Words
Words

-ziva

Shona Definition

Kana uchi ziva munhu, unenge uchikwanisa kumunongedza pane vamwe vanhu. Kana uchi ziva chinhu, unenge uchikwanisa kupa tsanangudzo pamusoro pacho. Kana musikana achiti ano ziva mukomana, kana kuti mukomanawo achiti anoziva musikana, vanenge vachitaura kuti vakamborara vese.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.