Used in other entries
“Chirimo inguva inotevera zhizha, inozivikanwa nokushaya makore akawanda mudenga.”
from chirimo“Kuti danzu kudambura kapazi kana zhizha kubva parakabatira.”
from danzu“zhizha”
from maenza“Mwaka inguva yegore yakasiyana- siyana, sekuti zhizha kana chirimo.”
from mwaka“Ku unda kurima munda negejo munguva dzomuchirimo, vanhu vachigadzirira zhizha rinotevera.”
from -unda“Kuti danzu kudambura kapazi kana zhizha kubva parakabatira.”
from danzu