Used in other entries
“Tsenza imbeu yadzama munzvimbo zhinji dzenyika.”
from -dzama“Komboni inzvimbo ine dzimba zhinji dzakamanikanidzana, dzinenge dzakavakirwa vashandi kuti vagare pedyo nepabasa pavo, sezvakaita papurazi kana pamugodhi.”
from komboni“Uku kuzara kwemvura inoerera murwizi kana pamwewo zvapo, mushure mekunaya kwemvura zhinji.”
from mafashafasha“Chigwiri munhu ane mari zhinji kana kuti akapfuma.”
from chigwiri“Ava vanhu vakawanda kana mhuka zhinji dzinenge dzichifamba dziri pamwe chete.”
from gweshekweshe“Jichichi ruzha runoitwa nemadonhwe emvura zhinji inenge ichinaya.”
from jichichi