Used in other entries
“Tipa yakasvika ikati tukunu tukunu matombo paivakwa zambuko.”
from tukunu tukunu“Zambuko raiva parwizi apa rakaeredzwa nemvura zhinji yakanaya pakisimisi.”
from -eredza“Hazviiti kuti kana muchida kuvaka zambuko, imi motsvaka pakanyanya kufara rwizi rwacho.”
from -fara“Tipa yakasvika ikati tukunu tukunu matombo paivakwa zambuko.”
from tukunu tukunu