DuraMazwi
Browse Nyaudzosingwi
Nyaudzosingwi

tukunu tukunu

Shona Definition

Kuti tukunu tukunu kuzvimba nokukasika kunoita nhengo yemuviri inenge yakuvadzwa. Kuti tukunu tukunu kubuda kwematombo akawanda, anenge ari pamwe chete. Tipa yakasvika ikati tukunu tukunu matombo paivakwa zambuko.

English Translation

Describes the rapid swelling of an injured part of the body. Also describes many stones coming out all together, as when a tipper truck arrived and tipped out stones where the drift was being built.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.