Used in other entries
“Yambiro inopiwa kumunhu wose asi vashoma vanoitora kunyange zvazvo pasina anodziviswa kuitora.”
from Yambiro hwowa / kutanha isarura-ude“Kana kukabuda runyerekupe rwokuti pane munhu anoda kuponda mumwe inotova yambiro yokuti patorwe nhanho dzokudzivirira nyaya iyi nokuitaura pachena.”
from Chapfakanyika / chati ndipenengurwe“Ukaona munhu onyumwa kana kubva panzvimbo ine ngozi anenge apiwa yambiro.”
from Chatiza makumbo / musoro waona