Used in other entries
“Uku kunemerana kunoitika pakati pambuya, mudzimai wehanzvadzi yamai, nomuzukuru wechirume.”
from chizukuru“Nyahoko munhu abva zera, zvikuru wechirume.”
from nyahoko“munhurume Murume wemunhurume anenge ari munhu wechirume akamuroora.”
from murume“Mukono izwi rinowanzoshandiswa kudaidzwa munhu wechirume akasimba, uye anokunda vamwe vanhu pakurwa.”
from mukono“Rume munhu wechirume ane muviri wakakura.”
from rume