Browse Words
Shona Definition
Uyu munhu anogona kuburitsa urume hunoti, kana hukasangana nezai remukadzi, mukadzi ogona kuchiumba mwana mudumbu make. munhurume Murume wemunhurume anenge ari munhu wechirume akamuroora.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Murume waakaroorwa naye ndichogurwei chaiye, asina kana negumbezi.”
from chogurwei“Murume wokugarondikumbira mari akazondidhaka nokusadzosa chikwereti kwake.”
from -dhaka“Uku kurara nomukadzi kana murume asiri wako.”
from choupombwe“Murume akasvika akadunduvira paakanzwa kuti n'ombe yake yapfurwa nepfuti.”
from -dunduvira“Murume mupfupi aidadama kuti akwanise kuona zviri seri kwemudhuri.”
from -dadama“Murume aida kukavira chibage padambakurimwa akaripiswa namambo.”
from dambakurimwa