Browse Words
Shona Definition
Ku waura kunzvenga vanhu vazhinji mubhora. Ku waura kucheka nebanga rinopinza zvikuru. Mavhiyiro omusango kungowaura-waura, dehwe richisara netunyama. Ku waura kurova munhu nembama.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.