Used in other entries
“Vasikana pavanga vachitamba, mbikiza dzavo dzanga dzichiti waya.”
from mbikiza“Kana muchi kaka waya kana tambo munenge muchiikweva kana kuikakata, kuitira kuti itwasanuke yakasimba.”
from -kaka“Kuti kakanyu kutwasanudza waya nokuikweva.”
from kakanyu“Ku minama kukombama kwezvinhu zvakaita semuti, waya nezvimwewo.”
from -minama“Ichi chiridzwa chine danda rakakombamiswa ndokusungwa nechikashu kana waya, chinoridzwa nokukwenya waya iyoyi kune rimwe divi kokupedzisira kuri mumuromo.”
from chipendani“Ku moneredza kutenderedza sezvakaita waya pabango kana muchikomberedza musha.”
from -moneredza