DuraMazwi
Browse Words
Words

-watsa

Shona Definition

Kana uka watsa munhu unenge wamurova nembama zvakasimba. Majoni akakuwatsa mbama unobvuma mhosva neisi yako. Kana uchi watsa mvura unenge uchiiburitsa yakawanda, uchiita zvokudira kana kufafaidza.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.