Wani izwi rinoshandiswa kuyeuchidza munhu anenge akanganwa zvamboitika. Inga mari yako ndakupa wani tisati taparadzana.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
“Vana ava vanosingotamba nevangu wani?”