Browse Words
Shona Definition
Kana munhu achi wanza zvimwe zvinhu, anenge achizviita kuti zviwande kupinda zvazvanga zviri kana kuti kudarika mwero. Kana munhu achi wanza anenge ari mazunza, achitaura nyaya achiwedzera nguva dzese.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.