Used in other entries
“Uyu mudziyo wakapinza unoshandiswa pakupara kana pakuvhiya.”
from chipfenuriso“Ku pina kunamira mucheka kana zvinhu zvakanyorwa pamadziro, uchishandisa pini yesimbi ine muromo wakapinza.”
from -pina“Ku nzonzoda kuita maburi pachinhu chakaita segaba uchishandisa chipikiri kana umwewo mudziyo wakapinza.”
from -nzonzoda“Kuti tudyu kubaya nebanga kana mumwe mudziyo wakapinza.”
from tudyu“Kuti tudyu kubaya nebanga kana mumwe mudziyo wakapinza.”
from tudyu