Browse Words
Shona Definition
Ku varaidza mwana kumuita kuti anyarare kuchema. Ku varaidza munhu ari kutambudzika kumutaura naye kuti asanyanye kunetseka. Ku varaidza nguva kufanoita zvimwe zvinhu zvinotora pfungwa, uchimirira nguva yauchada kuita chimwe chinhu kuti isvike. Pandaive ndakamirira chiremba ndakazvivaraidza nekuverenga pepanhau. -tandadza .
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.