DuraMazwi
Browse Words
Words

-gwerededza

Shona Definition

Kana munhu achi gwerededza anenge achikuya paguyo zvishoma, zvishoma zvinoratidza kuti ane usimbe. Muroora aigwerededza paguyo nokuti aiva ajaira kugayisa zviyo.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.