Used in other entries
“Uyu munhu ane urema hwokusagona kutaura.”
from chimumumu“Uyu munhu ane urema hunokonzerwa nezvirwere zvinokonzerwa nekusadzivirirwa kwezvirwere zvevana vadiki.”
from mhetamakumbo“Chirimi matauriro omunhu ane urema hwokutadza kunyatsodudza mamwe mavara ari mumutauro.”
from chirimi“Upofu urema hwekutadza kuona kana kuziva zvinoitika kwauri, izvo zviri pachena.”
from upofu“ungwaru ANTONYMS ufuza, urema.”
from uchenjeri“Kana mwana anenge ayaruka achitadza kuzviriritira urema hwake.”
from Chakura chinotamba chichiringa kwacho