Ureri mubairo kana mubhadharo unopiwa munhu sekumutenda kuti akarera mwana mudiki.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.