Browse Tsumo
Shona Definition
Kana mwana anenge ayaruka achitadza kuzviriritira urema hwake. Vakuru vanoziva kuti kana munhu akange aroora kana kuroorwa akafanira kuziva kufambisa imba yake pachake.
English Translation
Someone who has grown up is expected to look out for himself as he goes about things. When a person falls short, the cause is a want of ability or experience rather than his years.
Cultural Context
“Said of a young married man who has not yet learned to manage his own household.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.