DuraMazwi
Browse Words
Words

-uraya

Shona Definition

Ku uraya kupfuudza upenyu hwechisikwa. MuHarare mazara mhondi dzinouraya vanhu kunge dziri kutouraya zvadzo huku. Ku uraya kukanganisa mashandiro echimwe chinhu, chobva chatadza kushanda zvakanaka. Akauraya chitofu zvekuti handizivi kuti ndichabika nei nhasi.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.