Used in other entries
“Gorosi imbeu inorimwa, inokuyiwa upfu hwokubikisa chingwa.”
from gorosi“Kana zvinhu zviviri zvika dhivana , zvinenge zvasanganiswa izvo zvisingafaniri, sezvakaita upfu nomunyu.”
from -dhivana“Ku kodzongera kutenderedza kwaunoramba uchiita mugoti, kuti upfu hunyatsosangana nemvura paunenge uchibika sadza.”
from -kodzongera“Kofi imbesa kana kuti tsanga dzinoti dzaomeswa dzinosvipirira, dzokuyiwa dzichiita upfu hunoiswa mumvura inofashaira kugadzira chinwiwa chinopisa.”
from kofi“Koko imbesa kana muchero unogayiwa upfu hunobikiswa chinwiwa chakada kuita sekofi.”
from koko“Kana varume vazhinji vachibika sadza, havaregi richikwata, asi kuti vanongodira upfu mumvura inofashaira, vobva vazongomona sadza racho.”
from -kwata