Used in other entries
“Chikwambo mishonga inoita kuti munhu atore upfumi hwavamwe, asi kazhinji mishonga iyi inozodzoka yonetsa muridzi wayo.”
from chikwambo“Nhaka upfumi kana zvimwewo zvinotorwa nehama dzemunhu anenge afa.”
from nhaka“Uyu munhu anotendera mugwara rematongerwo enyika rinoti upfumi hunofanirwa kugovanwa zvakada kungoenzerana kuvanhu vose munyika.”
from mukomonisiti“Musvuu munhu asina mari kana upfumi hwekuti azvibatsire.”
from musvuu“Kana munhu achinzi aka budirira anenge aine upfumi hwakawanda kana basa rakanaka.”
from -budirira“Haana chiravirwa chokupfuma zvekare haana mazano okuwana upfumi nawo.”
from Chipa muchena / kupfuma mudzimu wake. (K)