Shona Definition
Upenyu kurarama kwezvinofema. ANTONYMS rufu Upenyu zvinhu zvaunoona nekusangana nazvo pakurarama kwako. Upenyu ikurauone chokwadi nokuti zvimwe zvinhu zvinoitikaka, zvinonetsa kutsanangura!
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Kana munhu a chorovera anenge asvika panguva yakaoma upenyu.”
from -chorovera“Ndapedza upenyu hwose ndichidida kuenda kuchikoro.”
from -dida“Amai vangu vaigara vachititaurira kuti upenyu makasa, saka tinofanira kugara takagadzirira nekuti hatizivi zvinoitika mangwana.”
from makasi“Ku kwazisa munhu kumuchingamidza kuti umubvunze upenyu.”
from -kwazisa“Uyu munhu kana chinhu chinopa upenyu.”
from maponese“Ndinogara ndichikungura kuti dai ndiine mari zvangu, ndaitenga zimba rangu remandiriri, pane upenyu hwekuita musikana wekuseri uchingotsvinyirwa nevane dzimba dzavo.”
from -kungura